2 Timoti 2:12 - Shona BIBLE12 Kana tikatsungirira, tichabata ushe pamwechete naye; kana tikamuramba, iye achatirambawo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana tikatsuŋgirira, ticaɓata ʋushe pamŋe cete naye; kana tikamuramba, iye ucatiramba ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Kana tikatsungirira, tichabata ushe pamwechete naye; kana tikamuramba, iye achatirambawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana tikatirira tichatonga pamwe naye kana tikamuramba iye achatirambawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana tikatirira tichatonga pamwe naye kana tikamuramba iye achatirambawo. See the chapter |