1 Timoti 6:7 - Shona BIBLE7 nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, hatigoniwo kubuda tine chinhu; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 nokuti hatina‐kuʋuya necinhu panyika, hatigoni ʋo kuɓuɗa tinecinhu; See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, hatigoniwo kubuda tine chinhu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti hatina kuuya nechinhu panyika uyewo hatikwanisi kubva nechinhu panyika See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 nokuti hatina kuuya nechinhu panyika uyewo hatikwanisi kubva nechinhu panyika See the chapter |