1 Timoti 4:4 - Shona BIBLE4 Nokuti zvose zvakasikwa naMwari zvakanaka, hakuna chinhu chingafanira kurashwa, kana chichigamuchirwa nokuvonga; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti ɀose ɀakasikwa naMŋari ɀakanaka, hakunecinhu ciŋgafanira kurashwa, kana cicigamucirwa nokuʋoŋga; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti zvose zvakasikwa naMwari zvakanaka, hakuna chinhu chingafanira kurashwa, kana chichigamuchirwa nokuvonga; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Chikonzero ndechokuti chinhu chose chakasikwa naMwari, chakanaka uye hapana chinofanira kurambwa asi ngachigamuchirwewo nokutendwa See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Chikonzero ndechokuti chinhu chose chakasikwa naMwari, chakanaka uye hapana chinofanira kurambwa asi ngachigamuchirwewo nokutendwa See the chapter |