1 Timoti 4:3 - Shona BIBLE3 vachidzivisa vanhu kuwanana, nokurayira kuti zvimwe zvokudya zviregwe, zvakasikwa naMwari, kuti zvigamuchirwe nokuvonga navanotenda, vanoziva chokwadi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ʋacidziʋisa ʋanhu kuwanana, nokuraira kuti ɀimŋe ɀokudya ɀiregwe, ɀakasikwa naMŋari, kuti ɀigamucirwe nokuʋoŋga naʋanotenda, ʋanoziʋa ɀokwaɗi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 vachidzivisa vanhu kuwanana, nokurayira kuti zvimwe zvokudya zviregwe, zvakasikwa naMwari, kuti zvigamuchirwe nokuvonga navanotenda, vanoziva chokwadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 vanoti vanhu ngavarege kuroorana varege kudya zvimwe zvokudya zvakasikwa naMwari zvinofanira kugamuchirwa nokutenda navanhu vanodavira vachiziva chokwadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 vanoti vanhu ngavarege kuroorana varege kudya zvimwe zvokudya zvakasikwa naMwari zvinofanira kugamuchirwa nokutenda navanhu vanodavira vachiziva chokwadi. See the chapter |