Online Bible

- Advertisements -




1 Timoti 3:5 - Shona BIBLE

5 (kana munhu asingazivi kubata imba yake, angachengeta seiko Chechi yaMwari?)

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 (kana munhu asiŋgaziʋi kuɓata imba yake, uŋgaceŋgeta seiko kereke yaMŋari?)

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 (kana munhu asingazivi kubata imba yake, angachengeta seiko kereke yaMwari?)

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zviripo ndezvokuti kana munhu asingazivi kufambisa mhuri yake, angachengete sei sangano raMwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Zviripo ndezvokuti kana munhu asingazivi kufambisa mhuri yake, angachengete sei sangano raMwari.

See the chapter Copy




1 Timoti 3:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements