1 Timoti 2:5 - Shona BIBLE5 Nokuti kunongova naMwari mumwechete, noMureveri mumwechetewo, pakati paMwari navanhu, ndiye munhu Kristu Jesu, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti kunoŋgoʋa naMŋari mumŋe cete, noMureʋeri mumŋe cete ʋo, pakati paMŋari naʋanhu, ndiye munhu Kristu Jesu, See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti kunongova naMwari mumwechete, noMureveri mumwechetewo, pakati paMwari navanhu, ndiye munhu Kristu Jesu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokuti kuna Mwari mumwechete uye kuno munhu mumwechete anobatanidza isu vanhu naMwari, munhu iyeyo ndiJesu Kristu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Nokuti kuna Mwari mumwechete uye kuno munhu mumwechete anobatanidza isu vanhu naMwari, munhu iyeyo ndiJesu Kristu. See the chapter |