Online Bible

- Advertisements -




Numeri 32:9 - Shona Bible 1949 revised 2002

9 Nokuti vakati vakwira kumupata weEshikori, vakaona nyika, vakaodza mwoyo yavana vaIsiraeri, kuti varege kupinda munyika yavakanga vapiwa naJehovha.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nokuti ʋakati ʋakwira kumupata weEshkori, ʋakaʋona nyika, ʋakaʋodza mŋoyo yaʋana ʋaIsraeri, kuti ʋarege kupinda munyika yaʋakaŋga ʋapiwa naJehova.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Vakandosvika kumapani eEshikoru vakaona nyika iyoyo, dzokei vooresa mwoyo yavaIsiraeri kuti varege kuyambukira kunyika yavakanga vapiwa naTenzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Vakandosvika kumapani eEshikoru vakaona nyika iyoyo, dzokei vooresa mwoyo yavaIsiraeri kuti varege kuyambukira kunyika yavakanga vapiwa naTenzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Shure kwokukwira kwavo kuMupata weEshikori vakandoona nyika, vakaodza mwoyo yavaIsraeri kuti varege kupinda munyika yavakanga vapiwa naJehovha.

See the chapter Copy




Numeri 32:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements