Numeri 31:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Vakatora zvavakapamba zvose, nenhapwa dzose dzavanhu nedzezvipfuwo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋakatora ɀaʋakapamba ɀose, nenhapxa dzose dzaʋanhu nedzeɀipfuwo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakatora vanhu vavakatapa nezvipfuwo noupfumi hwose hwavakapamba vakaenda nazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vakatora vanhu vavakatapa nezvipfuwo noupfumi hwose hwavakapamba vakaenda nazvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vakatora zvose zvavakapamba, nepfuma, pamwe chete navanhu uye nezvipfuwo, See the chapter |