Numeri 25:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 nokuti vakadana vanhu vauye kuzvibayiro zvavamwari vavo; vanhu vakadya, vakapfugamira vamwari vavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 nokuti ʋakaɗana ʋanhu ʋaʋuye kuɀiɓayiro ɀaʋamŋari ʋaʋo; ʋanhu ʋakadya, ʋakafugamira ʋamŋari ʋaʋo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakadzi ivavo vakavakoka kuzvibairo zvavamwari vavo. Vanhu vakadya vakapfugamira vamwari vavo ivavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vakadzi ivavo vakavakoka kuzvibairo zvavamwari vavo. Vanhu vakadya vakapfugamira vamwari vavo ivavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 avo vakavakoka kuti vauye kuzvibayiro zvavamwari vavo. Vanhu vakadya, vakapfugamira vamwari ava. See the chapter |