Numeri 24:23 - Shona Bible 1949 revised 200223 Akataura nomufananidzo wake akati, “Haiwa! Ndianiko achararama, kana Mwari achiita saizvozvo? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akataura nomufananidzo wake akati: Haiwa! ndianiko ucararama, kana Mŋari aciita saiɀoɀo? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Bhiriamu akazoporofita achiti; “Ndiani angararame kana Tenzi achiita zvakadai? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Bhiriamu akazoporofita achiti; “Ndiani angararame kana Tenzi achiita zvakadai? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ipapo akataura chirevo chake akati: “Haiwa, ndianiko angararama kana Mwari akaita izvi? See the chapter |