Numeri 2:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvitatu namazana mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀitatu namazana manna. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu zvina mazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu zvina mazana mana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mashanu nezvitatu, namazana mana. See the chapter |