Mapisarema 89:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Nokuti ndakati, “Ngoni dzichavakwa nokusingaperi, Muchasimbisa kutendeka kwenyu mukudenga-denga mumene. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti ndakati: Ŋgoni dzicaʋakwa nokusiŋgaperi; Mucasimbisa kutendeka kwenyu mukuɗeŋga‐ɗeŋga mumene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nokuti mwoyochena wenyu uripo nokusingaperi. Kutendeka kwenyu kwakasimba samatenga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Nokuti mwoyochena wenyu uripo nokusingaperi. Kutendeka kwenyu kwakasimba samatenga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ndichaparidza kuti rudo rwenyu runomira rwakasimba nokusingaperi, uye kuti muchasimbisa kutendeka kwenyu kudenga chaiko. See the chapter |