Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 75:8 - Shona Bible 1949 revised 2002

8 Nokuti muruoko rwaJehovha munomukombe, newaini inopupuma; Uzere nezvakavhenganiswa, zvino anodurura mauri; Zvirokwazvo, vakaipa vose venyika vachasvina masese awo, nokuanwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nokuti muruʋoko rwaJehova munomukombe, newaini inopupuma; Uzere neɀakaveŋganiswa, ɀino unoɗurura mauri; Ɀirokwaɀo, ʋakaipa ʋose ʋenyika ʋacaȿina masese awo, nokuanwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Nokuti muruoko rwaTENZI mune mukombe une waini inotutuma ina masanganiswa chaiwo anoidurura vakaipa vose vapasi vagoinwa namasese ose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Nokuti muruoko rwaTENZI mune mukombe une waini inotutuma ina masanganiswa chaiwo anoidurura vakaipa vose vapasi vagoinwa namasese ose.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Muruoko rwaJehovha mune mukombe uzere newaini inopupuma, yakavhenganiswa nezvinonhuhwira; anoidururira pasi, uye vakaipa vose vapanyika vanoinwa kusvikira pamasese ayo.

See the chapter Copy




Mapisarema 75:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements