Mapisarema 22:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Vakachema kwamuri, vakarwirwa; Vakavimba nemi, vakasanyadziswa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakacema kwamuri, ʋakarwirwa; Ʋakaʋimba nemi, ʋakasanyadziswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakachema kwamuri vakanunurwa vakavimba nemi vakasanyadziswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakachema kwamuri vakanunurwa vakavimba nemi vakasanyadziswa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakachema kwamuri, vakaponeswa; vakavimba nemi uye havana kunyadziswa. See the chapter |