Mapisarema 101:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Mwoyo wakatsauka ngaubve kwandiri; Handidi kuziva zvakaipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mŋoyo wakatsauka ŋgaubve kwandiri; Handiɗi kuziʋa ɀakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Uipi ndichasiana nahwo, handidi kumbofa ndakaita ukama nouipi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Uipi ndichasiana nahwo, handidi kumbofa ndakaita ukama nouipi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vanhu vane mwoyo yakatsauka vachava kure neni; handichazovi nechokuita nechakaipa. See the chapter |