Mapisarema 101:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Handingavavariri chinhu chakaipa; Ndinovenga zvinoitwa navanotsauka; Hazvingandinamatiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Handiŋgaʋaʋariri cinhu cakaipa; Ndinoʋeŋga ɀinoitwa naʋanotsauka; Haɀiŋgandinamatiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndicharega kutarisa chose chinenge chakashata; zvose zvinoitwa navanenge vafuratira Mwari, ndichazvivenga. Handidi kuva nei nazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndicharega kutarisa chose chinenge chakashata; zvose zvinoitwa navanenge vafuratira Mwari, ndichazvivenga. Handidi kuva nei nazvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Handingaisi chinhu chakaipa pamberi pangu. Ndinovenga mabasa avanhu vasingatendi; haanganamatiri kwandiri. See the chapter |