Genesi 32:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 ndine mombe, nembongoro, namakwai, navaranda, navarandakadzi; ndatuma vanhu kuzoudza ishe wangu izvozvi, kuti ndiwane nyasha pamberi penyu.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ndineŋombe, nemboŋgoro, namakwai, naʋaranda, naʋarandakadzi; ndatuma ʋanhu kuzoʋudza ishe waŋgu iɀeɀi, kuti ndiwane nyasha pamberi penyu See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndava nemombe namadhongi nehwai nembudzi, navaranda vechikadzi nevechirume. Zvino ndatuma nhume kunemi changamire wangu kuti mundiitire tsiye nyoro.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ndava nemombe namadhongi nehwai nembudzi, navaranda vechikadzi nevechirume. Zvino ndatuma nhume kunemi changamire wangu kuti mundiitire tsiye nyoro.’ ” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndine mombe nembongoro, makwai nembudzi, varandarume navarandakadzi. Zvino ndiri kutuma shoko iri kuna she wangu, kuti ndiwane nyasha pamberi penyu.’ ” See the chapter |