Eksodo 9:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Achashanduka guruva rakatsetseka panyika yose yeIjipiti, achiita mamota anoputika semhoni pavanhu napazvipfuwo zvose zveIjipiti.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Acashanduka guruʋa rakatsetseka panyika yose yeEgipita, aciita mamota anoputika semhoni paʋanhu napaɀipfuwo ɀose ɀeEgipita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Dota racho richambumuka richipararira nenyika yose yeIjipiti. Vanhu nezvipfuwo vachaita mamota anoputika achiita maronda anotyisa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Dota racho richambumuka richipararira nenyika yose yeIjipiti. Vanhu nezvipfuwo vachaita mamota anoputika achiita maronda anotyisa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Richava guruva rakatsetseka pamusoro penyika yose yeIjipiti, uye mamota anoputika achamera pavanhu napazvipfuwo munyika yose.” See the chapter |