Eksodo 4:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Jehovha akatiwo kwaari, “Isa ruoko rwako muchipfuva chako.” Akaisa ruoko rwake muchipfuva chake; zvino akati achirubvisa, onei ruoko rwake rwava namaperembudzi rwati mbembe sechando. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jehova akati ʋo kwaari: Isa ruʋoko rwako mucifuʋa cako: akaisa ruʋoko rwake mucifuʋa cake; ɀino wakati acirubvisa, ʋonei ruʋoko rwake rwaʋa namaperembudzi, rwati mbembe secando. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tenzi akatizve, “Isa ruoko rwako muhanzu dzako nechapadundundu pako.” Mosesi akaisa ruoko rwake muhanzu nechapadundundu. Paakaruburitsa, akaona rwangoti mbe-e kuchena, rwava namaperembudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Tenzi akatizve, “Isa ruoko rwako muhanzu dzako nechapadundundu pako.” Mosesi akaisa ruoko rwake muhanzu nechapadundundu. Paakaruburitsa, akaona rwangoti mbe-e kuchena, rwava namaperembudzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo Jehovha akati, “Isa ruoko rwako muchipfuva chako.” Saka Mozisi akaisa ruoko rwake muchipfuva chake, uye paakarubudisa, rwakanga rwachena maperembudzi, sechando. See the chapter |