Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 4:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 kuti vatende kuti ndini Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, Mwari waAbhurahamu, naMwari waIsaka, naMwari waJakobho, akazviratidza kwauri.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 kuti ʋatende kuti ndini Jehova, Mŋari wamadziɓaɓa aʋo, Mŋari waAbrahama, naMŋari waIsaka, naMŋari waJakobo, wakaɀiratidza kwauri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mwari ndokuti, “Kana ukandoita izvozvi vaIsiraeri vachabvuma kuti ndakazviratidza kwauri ini Tenzi, Mwari wamadzibaba enyu. Ndini Mwari waAbhurahamu naMwari waIsaki, naMwari waJakobho.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Mwari ndokuti, “Kana ukandoita izvozvi vaIsiraeri vachabvuma kuti ndakazviratidza kwauri ini Tenzi, Mwari wamadzibaba enyu. Ndini Mwari waAbhurahamu naMwari waIsaki, naMwari waJakobho.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Jehovha akati, “Izvi ndezvokuti vagotenda kuti Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, Mwari waAbhurahama, Mwari waIsaka, naMwari waJakobho, azviratidza kwauri.”

See the chapter Copy

Eksodo 4:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements