Eksodo 4:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Aroni akataura mashoko ose akataurwa naJehovha kuna Mosesi, akaita zviratidzo pamberi pameso avanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Aroni akataura mashoko ose akataurwa naJehova kunaMosesi, akaita ɀiratidzo pamberi pameso aʋanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 uye Aroni akavaudza zvinhu zvose zvakanga zvaudzwa Mozisi naJehovha. Akaitawo zviratidzo pamberi pavanhu, See the chapter |