Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 2:23 - Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino mazuva mazhinji akati apfuura, mambo weIjipiti akafa, vana vaIsiraeri vakagomera nokuda kwouranda hwavo, vakadanidzira, kudanidzira kwavo kukasvika kuna Mwari nokuda kwouranda.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino mazuʋa mazhinji akati apfuʋura, mambo weEgipita akafa; ʋana ʋaIsraeri ʋakagomera nokuɗa kwoʋuranda bgaʋo, ʋakaɗanidzira, kuɗanidzira kwaʋo kukaȿika kunaMŋari nokuɗa kwoʋuranda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Nokufamba kwamazuva mambo weIjipiti akafa. VaIsiraeri vakaramba vachidandaura nenhamo youranda. Vakachema vachida kununurwa. Kuchema kwavo nhamo youranda kwakasvika kudenga kuna Mwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Nokufamba kwamazuva mambo weIjipiti akafa. VaIsiraeri vakaramba vachidandaura nenhamo youranda. Vakachema vachida kununurwa. Kuchema kwavo nhamo youranda kwakasvika kudenga kuna Mwari.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Zvino makore mazhinji akati apfuura, mambo weIjipiti akafa. VaIsraeri vakagomera muutapwa hwavo uye vakachema, kuchemera rubatsiro rwavo nokuda kwoutapwa hwavo kukakwira kuna Mwari.

See the chapter Copy




Eksodo 2:23

Follow us:

Advertisements


Advertisements