Online Bible

- Advertisements -




Danieri 9:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ndikarinzira chiso changu kuna Ishe Mwari, ndikamutsvaka nokunyengetera nokukumbira, nokuzvinyima zvokudya, ndakapfeka masaga ndikazvidira madota.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ndikarinzira ciso caŋgu kunaShe Mŋari, ndikamutȿaka nokunyeŋgetera nokukumbira, nokuɀinyima ɀokudya, namasaga namaɗota.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ipapo ndakatarisa kuna Tenzi Mwari ndichimutsvaka nomunamato neminyengetero nokutsanya ndakapfeka hanzu dzemasaga ndakazvidira dota.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ipapo ndakatarisa kuna Tenzi Mwari ndichimutsvaka nomunamato neminyengetero nokutsanya ndakapfeka hanzu dzemasaga ndakazvidira dota.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Saka ndakatendeukira kuna Ishe Mwari ndikamukumbira mukunyengetera nokuteterera, ndichitsanya, uye ndikafuka nguo dzamasaga namadota.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

3 Ndikaratidza chiso changu kuna Ishe Mwari, ndikamutsvaka nokunyengetera nokukumbira, nokuzvinyima zvokudya, ndakapfeka masaga ndikazvidira madota.

See the chapter Copy




Danieri 9:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements