Online Bible

- Advertisements -

Danieri 8:9 - Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino kuno rumwe rwadzo kwakabuda runyanga ruduku, rwakazokura kwazvo, kumativi ezasi, nokumavirazuva, nokunyika yakaisvonaka.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino kunorumŋe rwadzo kwakaɓuɗa runyaŋga ruɗuku, rwakazokura kwaɀo, kumatiʋi ezasi, nokumaʋirazuʋa, nokunyika yakaiȿo‐naka.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mune imwe yenyanga idzodzo makabuda kamwe kanyanga kakakura kwazvo kakananga kumaodzanyemba, kakanangawo kumabvazuva uye kakanangawo nyika yembiri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mune imwe yenyanga idzodzo makabuda kamwe kanyanga kakakura kwazvo kakananga kumaodzanyemba, kakanangawo kumabvazuva uye kakanangawo nyika yembiri.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Pano rumwe runyanga pakabuda rumwe runyanga, rwakatanga rwuri ruduku asi rwakakura musimba kurutivi rwezasi uye nechokumabvazuva uye rwakananga kuNyika Yakaisvonaka.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

9 Zvino kuno rumwe rwadzo kwakabuda runyanga ruduku, rwakazokura kwazvo, kumativi ezasi, nokumavirazuva, nokunyika yakaisvonaka.

See the chapter Copy

Danieri 8:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements