Danieri 8:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Ndikaona pane zvandakaratidzwa; zvino ndakati ndichitarira, ndakanga ndiri paShushani, paimba yamambo, iri panyika yeErami; ndikaona pane zvandakaratidzwa, ndiri parwizi Urai. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndikaʋona paneɀandakaratidzwa; ɀino ndakati ndicitarira, ndakaŋga ndiri paShushani, paimba yamambo, iri panyika yeErami; ndikaʋona paneɀandakaratidzwa, ndiri parwizi Urai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Muchiratidzo ichochi ndakatarisa ndikaona ndava muguta reSusa, riri munyika yeEramu. Izvozvo muchiratidzo ichi ndakaona ndiri kurwizi rwaUrai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Muchiratidzo ichochi ndakatarisa ndikaona ndava muguta reSusa, riri munyika yeEramu. Izvozvo muchiratidzo ichi ndakaona ndiri kurwizi rwaUrai. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Muchiratidzo changu, ndakazviona ndiri munhare yeShushani munyika yeEramu, muchiratidzo imomo, ndakanga ndiri parutivi rwoMugero weUrai. See the chapterShona BIBLE2 Ndikaona pane zvandakaratidzwa; zvino ndakati ndichitarira, ndakanga ndiri paShushani, paimba yamambo, iri panyika yeErami; ndikaona pane zvandakaratidzwa, ndiri parwizi Urai. See the chapter |