Danieri 3:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Zvino mudanidziri akadanidzira achiti, “Munorayirwa imi vanhu, namarudzi, namarimi, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino muɗanidziri wakaɗanidzira aciti: Munorairwa imi ʋanhu, namarudzi, namarimi, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mumwe webasa rokuzivisa vanhu akabva adaidzira achiti, “Vanhuwee, ndudzi nendudzi, ndimi nendimi! Muri kunzi: See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mumwe webasa rokuzivisa vanhu akabva adaidzira achiti, “Vanhuwee, ndudzi nendudzi, ndimi nendimi! Muri kunzi: See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo mushamarari akadanidzira zvikuru achiti, “Izvi ndizvo zvamunorayirwa kuti muite, imi vanhu, nemi ndudzi nemi vanhu vemitauro yose: See the chapterShona BIBLE4 Zvino mudanidziri akadanidzira achiti, “Munorayirwa imi vanhu, namarudzi, namarimi, See the chapter |