Zekaria 9:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ashikeroni ichazviona igodedera kutya, Gazawo ichamonyoroka ichirwadzwa kwazvo nazvo, pamwechetewo neEkironi nokuti zvayaitarisira zvakangaidzika. MuGaza muchasara musisina mambo Ashikeroni richasara risisina vageremo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ashkeroni ricaɀiʋona, ndokutya; ʋuye Gaza ʋo, rikarwadziwa ɀikuru; ʋuye Ekroni, nokuti ricanyadziswa paneɀarakatarira; mambo ucaparara paEkroni, Ashkeroni hariŋgagarwi naʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Ashikeroni richazviona, ndokutya; uye Gazawo, rikarwadziwa zvikuru; uye Ekironi, nokuti richanyadziswa pane zvarakatarira; mambo achaparara paEkironi, Ashikeroni haringagarwi navanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ashikeroni ichazviona igodedera kutya, Gazawo ichamonyoroka ichirwadzwa kwazvo nazvo, pamwechetewo neEkironi nokuti zvayaitarisira zvakangaidzika. MuGaza muchasara musisina mambo Ashikeroni richasara risisina vageremo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ashikeroni ichazviona igodedera kutya, Gazawo ichamonyoroka ichirwadzwa kwazvo nazvo, pamwechetewo neEkironi nokuti zvayaitarisira zvakangaidzika. MuGaza muchasara musisina mambo Ashikeroni richasara risisina vageremo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ashikeroni richazviona, rigotya; Gaza richatambura mukurwadziwa, neEkironiwo, nokuti tariro yaro ichapera. Gaza richarasikirwa namambo waro uye Ashikeroni haringavi navanhu. See the chapter |