Online Bible

- Advertisements -

Zekaria 8:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 ndichivadzosera kuzogara mukati meJerusaremu. Ivo vachava vanhu vangu, ini ndiri Mwari wavo pachokwadi uye nomukururama.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 ndicaʋaʋuyisa, ʋagare pakati peJerusarema; ʋacaʋa ʋanhu ʋaŋgu, neni ndicaʋa Mŋari waʋo neɀokwaɗi nokururama.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 ndichavauyisa, vagare pakati peJerusaremu; vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo nezvokwadi nokururama.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 ndichivadzosera kuzogara mukati meJerusaremu. Ivo vachava vanhu vangu, ini ndiri Mwari wavo pachokwadi uye nomukururama.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 ndichivadzosera kuzogara mukati meJerusaremu. Ivo vachava vanhu vangu, ini ndiri Mwari wavo pachokwadi uye nomukururama.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ndichavadzosazve kuti vazogara muJerusarema; vachava vanhu vangu, uye ndichava akatendeka uye akarurama kwavari saMwari wavo.”

See the chapter Copy

Zekaria 8:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements