Zekaria 8:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Migwagwawo yeguta ichange yakazaridzana vakomana navasikana vachitamba havo mumigwagwa mayo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nzira dzomuguta dzicazara naʋakomana naʋasikana ʋanotamba munzira dzaro. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Nzira dzomuguta dzichazara navakomana navasikana vanotamba munzira dzaro.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Migwagwawo yeguta ichange yakazaridzana vakomana navasikana vachitamba havo mumigwagwa mayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Migwagwawo yeguta ichange yakazaridzana vakomana navasikana vachitamba havo mumigwagwa mayo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Migwagwa yeguta ichazara navakomana navasikana vanotambamo.” See the chapter |