Zekaria 8:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Hezvinoi zvamunofanira kuita: “Tauriranai chokwadi. Mumatare enyu, tongai zviri pachokwadi muite zvinouyisa rugare. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Heɀi ɀinhu ɀamunofanira kuita: Mumŋe nomumŋe ŋgaareʋe ɀokwaɗi kunowokwake; toŋgai neɀokwaɗi norugare mumasuʋo enyu; See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Hezvi zvinhu zvamunofanira kuita: Mumwe nomumwe ngaareve zvokwadi kunowokwake; tongai nezvokwadi norugare mumasuo enyu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Hezvinoi zvamunofanira kuita: “Tauriranai chokwadi. Mumatare enyu, tongai zviri pachokwadi muite zvinouyisa rugare. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Hezvinoi zvamunofanira kuita: “Tauriranai chokwadi. Mumatare enyu, tongai zviri pachokwadi muite zvinouyisa rugare. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Izvi ndizvo zvinhu zvamunofanira kuita: Tauriranai chokwadi, uye tongai nezvokwadi uye nokururamisira mumatare enyu See the chapter |