Zekaria 8:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Chiripo ndechokuti zvanzi naTENZI wehondo nehondo, “Sokuronga kwandakamboita kukupinzai nhamo paya pandakatsamwiswa namadzibaba enyu ndikarega kudzora mwoyo, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti ɀanzi naJehova wehondo: Seɀandakafuŋga kukuitirai ɀakaipa, ŋguʋa yandakatsamŋiswa namadziɓaɓa enyu, ini ndikasaɀiɗemba — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo; See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Nokuti zvanzi naJehovha wehondo, “Sezvandakafunga kukuitirai zvakaipa, nguva yandakatsamwiswa namadzibaba enyu, ini ndikasazvidemba ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Chiripo ndechokuti zvanzi naTENZI wehondo nehondo, “Sokuronga kwandakamboita kukupinzai nhamo paya pandakatsamwiswa namadzibaba enyu ndikarega kudzora mwoyo, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Chiripo ndechokuti zvanzi naTENZI wehondo nehondo, “Sokuronga kwandakamboita kukupinzai nhamo paya pandakatsamwiswa namadzibaba enyu ndikarega kudzora mwoyo, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Sezvandakanga ndafunga kuuyisa njodzi pamusoro penyu, uye ndikasaitira madzibaba enyu tsitsi paakanditsamwisa,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, See the chapter |