Zekaria 8:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi parizvino handichaitira chitsama chavanhu ava chakasara sapamazuva akare aya ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi ɀino handicazoʋi kunaʋanhu aʋa ʋakasara sapamazuʋa akare — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 “ ‘Asi zvino handichazovi kuna vanhu ava vakasara sapamazuva akare,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi parizvino handichaitira chitsama chavanhu ava chakasara sapamazuva akare aya ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi parizvino handichaitira chitsama chavanhu ava chakasara sapamazuva akare aya ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi zvino handichazoitiri vanhu ava vakasara sezvandakaita pamazuva akare,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. See the chapter |