Zekaria 7:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kunyange napaya pamunodya napamunonwawo, handiti munenge muchitozvidyira nokuzvinwirawo zvenyu iyemi pachenyu?’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana mucidya, kana mucinwa, hamuɀidyiri nokuɀinwira here? See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Kana muchidya, kana muchinwa, hamuzvidyiri nokuzvinwira here?’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kunyange napaya pamunodya napamunonwawo, handiti munenge muchitozvidyira nokuzvinwirawo zvenyu iyemi pachenyu?’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kunyange napaya pamunodya napamunonwawo, handiti munenge muchitozvidyira nokuzvinwirawo zvenyu iyemi pachenyu?’ ” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Uye pamaidya nokunwa, makanga musingangozvifadzi here? See the chapter |