Zekaria 6:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pakabuda mabhiza, aya ano chaiwo akanga asingagare zvakanaka nokuda kupinda munzira kuti apote nenyika. Ndokubva iye ati, “Chiendai mupote nenyika.” Saizvozvowo akapota nayo nyika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Anesimba akaɓuɗa ʋo, akatȿaka kuenda kuti apote‐pote nenyika yose; akati: Ibvai pano, mupote‐pote nenyika yose. Ipapo akapota‐pota nenyika yose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Anesimba akabudawo, akatsvaka kuenda kuti apote-pote nenyika yose; ikati, “Ibvai pano, mupote-pote nenyika yose.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pakabuda mabhiza, aya ano chaiwo akanga asingagare zvakanaka nokuda kupinda munzira kuti apote nenyika. Ndokubva iye ati, “Chiendai mupote nenyika.” Saizvozvowo akapota nayo nyika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pakabuda mabhiza, aya ano chaiwo akanga asingagare zvakanaka nokuda kupinda munzira kuti apote nenyika. Ndokubva iye ati, “Chiendai mupote nenyika.” Saizvozvowo akapota nayo nyika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mabhiza ane simba paakabuda akanga achitsvaka kuti aende nomunyika yose. Uye iye akati, “Endai munyika yose!” Saka akaenda nomunyika yose. See the chapter |