Zekaria 6:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndakabvunza mutumwa uya aitaura neni kuti, “Ko izvi zviiko nhai changamire wangu?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo ndakapindura, ndikati kumutumŋa wakaŋga acitaurirana neni: Ɀinyiko iɀi, ishe waŋgu? See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo ndakapindura, ndikati kumutumwa akanga achitaurirana neni, “Zvinyiko izvi, ishe wangu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndakabvunza mutumwa uya aitaura neni kuti, “Ko izvi zviiko nhai changamire wangu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndakabvunza mutumwa uya aitaura neni kuti, “Ko izvi zviiko nhai changamire wangu?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndakabvunza mutumwa akanga achitaura neni ndikati, “Zviiko izvi, ishe wangu?” See the chapter |