Online Bible

- Advertisements -

Zekaria 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mutumwa aitaura neni uya akauyapo akati kwandiri, “Simudza musoro uone kuti zvii zvavakuuya.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino mutumŋa wakaŋga acitaurirana neni wakaɓuɗa, akati kwandiri: Cirinzira meso ako ɀino, uʋone cinoɓuɗa’po.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino mutumwa akanga achitaurirana neni akabuda, akati kwandiri, “Chirinzira meso ako zvino, uone chinobudapo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mutumwa aitaura neni uya akauyapo akati kwandiri, “Simudza musoro uone kuti zvii zvavakuuya.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Mutumwa aitaura neni uya akauyapo akati kwandiri, “Simudza musoro uone kuti zvii zvavakuuya.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo mutumwa akanga achitaura neni akaswedera kwandiri akati, “Simudza meso ako uone kuti ichi chii chiri kubuda apo.”

See the chapter Copy

Zekaria 5:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements