Zekaria 4:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akabva ati, “Ivava ndovazodzwa vaviri vanomira naChangamire wapasi pose.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino akati: Aʋa ndiʋo ʋaʋiri ʋakazodzwa, ʋamire pamberi paShe wenyika yose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino akati, “Ava ndivo vaviri vakazodzwa, vamire pamberi paShe wenyika yose.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akabva ati, “Ivava ndovazodzwa vaviri vanomira naChangamire wapasi pose.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Akabva ati, “Ivava ndovazodzwa vaviri vanomira naChangamire wapasi pose.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Saka akati, “Ava ndivo vaviri vakazodzwa kuti vashumire Ishe wenyika yose.” See the chapter |