Zekaria 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Iye akati kwandiri, “Hauzivi here kuti izvozvi zvii?” Ndikati, “Kwete changamire wangu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akandipindura, akati: Hauziʋi here kuti iɀi ɀinyiko? Ini ndikati: Kwete, ishe waŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Akandipindura, akati, “Hauzivi here kuti izvi zvinyiko?” Ini ndikati, “Kwete, ishe wangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Iye akati kwandiri, “Hauzivi here kuti izvozvi zvii?” Ndikati, “Kwete changamire wangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Iye akati kwandiri, “Hauzivi here kuti izvozvi zvii?” Ndikati, “Kwete changamire wangu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akapindura akati, “Hauzivi kuti izvi zvii?” Ini ndikati, “Kwete, ishe wangu.” See the chapter |