Zekaria 4:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Chandinodariro ndechokuti ani zvake anenge akambosvora zuva retunhu tudiki achatozopemberawo achizvionera nameso ake Zerubhabhero akabata muruoko tambo yokuvaka nayo yokuyeresa kutwasuka. “Zvinomwe izvi, maziso aTENZI anobvongodza kuona pasi pose zvapo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti ndiani wakashoʋora zuʋa reɀinhu ɀiɗuku? Nokuti awa manomŋe acafara ɀikuru, acaʋona rwonzi rwokuyera muruʋoko rwaZerubaberi; awa ndiwo meso aJehova anofamba pose‐pose panyika yose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 “Nokuti ndiani akashoora zuva rezvinhu zviduku? Nokuti achafara zvikuru, achaona rwonzi rwokuyera muruoko rwaZerubhabheri; awa ndiwo meso aJehovha anofamba pose-pose panyika yose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Chandinodariro ndechokuti ani zvake anenge akambosvora zuva retunhu tudiki achatozopemberawo achizvionera nameso ake Zerubhabhero akabata muruoko tambo yokuvaka nayo yokuyeresa kutwasuka. “Zvinomwe izvi, maziso aTENZI anobvongodza kuona pasi pose zvapo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Chandinodariro ndechokuti ani zvake anenge akambosvora zuva retunhu tudiki achatozopemberawo achizvionera nameso ake Zerubhabhero akabata muruoko tambo yokuvaka nayo yokuyeresa kutwasuka. “Zvinomwe izvi, maziso aTENZI anobvongodza kuona pasi pose zvapo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Ndiani anoshora zuva rezvinhu zviduku? Vanhu vachafara pavachaona rwodzi rwokuyera muruoko rwaZerubhabheri. “(Zvinomwe izvi ndizvo maziso aJehovha, anoona nyika yose.)” See the chapter |