Zekaria 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Hezvo! Hezvo iwe! Tizai kunyika yokuchamhembe ndizvo zviri kutaura TENZI nokuti ndakakuitai rumwe rumwe uyu kwake uyu kwake, kumativi mana emhepo yokumatenga, ndizvo zviri kutaura TENZI. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nhai, imi, tizai panyika yokumsoro — ndiɀo ɀinotaura Jehova; nokuti ndakakuparadzirai semhepo inna dzokuɗeŋga — ndiɀo ɀinotaura Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 “Nhai, imi tizai panyika yokumusoro ndizvo zvinotaura Jehovha; nokuti ndakakuparadzirai semhepo ina dzokudenga,” ndizvo zvinotaura Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Hezvo! Hezvo iwe! Tizai kunyika yokuchamhembe ndizvo zviri kutaura TENZI nokuti ndakakuitai rumwe rumwe uyu kwake uyu kwake, kumativi mana emhepo yokumatenga, ndizvo zviri kutaura TENZI. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Hezvo! Hezvo iwe! Tizai kunyika yokuchamhembe ndizvo zviri kutaura TENZI nokuti ndakakuitai rumwe rumwe uyu kwake uyu kwake, kumativi mana emhepo yokumatenga, ndizvo zviri kutaura TENZI. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Uyai! Uyai! Tizai kubva kunyika yokumusoro,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “nokuti ndakakuparadzirai kumhepo ina dzedenga,” ndizvo zvinotaura Jehovha. See the chapter |