Zekaria 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvichavapo ndezvokuti ini ndichava kwairi rusvingo rwomoto kuitenderera, ndizvo zviri kutaura TENZI, uye ini ndichava mbiri mairi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti ɀanzi naJehova: Ini ndicaʋa kwariri soruȿiŋgo rwomŋoto rwakapoteredza, ini ndicaʋa kubginya kwaro mukati maro. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Ini ndichava kwariri sorusvingo rwomoto rwakapoteredza, ini ndichava kubwinya kwaro mukati maro.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvichavapo ndezvokuti ini ndichava kwairi rusvingo rwomoto kuitenderera, ndizvo zviri kutaura TENZI, uye ini ndichava mbiri mairi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvichavapo ndezvokuti ini ndichava kwairi rusvingo rwomoto kuitenderera, ndizvo zviri kutaura TENZI, uye ini ndichava mbiri mairi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Uye ini pachangu ndichava rusvingo rwomoto rwakarikomberedza,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘uye ndichava kubwinya kwaro mukati maro.’ See the chapter |