Online Bible

- Advertisements -

Zekaria 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Imi vanhuwe–e, mose zvenyu, itii mwiro kunyarara pana TENZI nokuti azvisumukira iye pachake kubva mumusha make munoera.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Nyararai imi nyama yose pamberi paJehova; nokuti wamuka paʋugaro bgake ʋutȿene.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Nyararai imi nyama yose pamberi paJehovha; nokuti wamuka paugaro hwake hutsvene.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Imi vanhuwe–e, mose zvenyu, itii mwiro kunyarara pana TENZI nokuti azvisumukira iye pachake kubva mumusha make munoera.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Imi vanhuwe–e, mose zvenyu, itii mwiro kunyarara pana TENZI nokuti azvisumukira iye pachake kubva mumusha make munoera.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Nyararai pamberi paJehovha, vanhu vose, nokuti asimuka kubva panzvimbo yake tsvene yaanogara.”

See the chapter Copy

Zekaria 2:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements