Zekaria 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Imba upembere zvako iwe mukunda, guta reZioni nokuti ndichauya ndigoita musha mukati mako.” Ndizvo zviri kutaura TENZI. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Imba ufare, iwe mukunda weZioni; nokuti tarira, ndinoʋuya, ndicagara mukati mako — ndiɀo ɀinotaura Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 “Imba, ufare, iwe mukunda weZioni; nokuti tarira, ndinouya, ndichagara mukati mako,” ndizvo zvinotaura Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Imba upembere zvako iwe mukunda, guta reZioni nokuti ndichauya ndigoita musha mukati mako.” Ndizvo zviri kutaura TENZI. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Imba upembere zvako iwe mukunda, guta reZioni nokuti ndichauya ndigoita musha mukati mako.” Ndizvo zviri kutaura TENZI. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Pembera uye ufare, iwe Mwanasikana weZioni. Nokuti ndiri kuuya, uye ndichagara pakati penyu,” ndizvo zvinotaura Jehovha. See the chapter |