Zekaria 13:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pazuva iroro muporofita ari wose achanyara nezvaanooneswa paanenge achiporofita. Haazopfeki zijari rine mvere rokunyengedza naro vanhu, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino nezuʋa iro ʋaprofita ʋacanyadziswa mumŋe nomumŋe necaanoʋona, kana aciprofita, haʋaŋgapfeki ŋguʋo yemvere ʋaciti tinonyeŋgera ʋanhu; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvino nezuva iro vaporofita vachanyadziswa mumwe nomumwe nechaanoona, kana achiporofita, havangapfeki nguo yemvere vachiti tinonyengera vanhu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pazuva iroro muporofita ari wose achanyara nezvaanooneswa paanenge achiporofita. Haazopfeki zijari rine mvere rokunyengedza naro vanhu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pazuva iroro muporofita ari wose achanyara nezvaanooneswa paanenge achiporofita. Haazopfeki zijari rine mvere rokunyengedza naro vanhu, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “Pazuva iro muprofita mumwe nomumwe achanyara nokuda kwechiratidzo chechiprofita chake. Haangazopfeki nguo yemvere yomuprofita kuti anyengere. See the chapter |