Zekaria 11:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Zvanzi naTENZI, Mwari wangu, “Iva zvako mufudzi wedanga rezvipfuwo zvakatemerwa kuuraiwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀanzi naJehova Mŋari waŋgu: Fudza makwai anozoʋurawa; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvanzi naJehovha Mwari wangu, “Fudza makwai anozourawa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Zvanzi naTENZI, Mwari wangu, “Iva zvako mufudzi wedanga rezvipfuwo zvakatemerwa kuuraiwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Zvanzi naTENZI, Mwari wangu, “Iva zvako mufudzi wedanga rezvipfuwo zvakatemerwa kuuraiwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Zvanzi naJehovha Mwari wangu: “Fudzai makwai akagadzirirwa kundobayiwa. See the chapter |