Zekaria 10:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Chandinodariro ndechokuti zvifananidzo zvokunamata zvinongowawata nhema zvadzo, uye vashoperi vanoona zvamanyepo, varotiwo vachirotomoka zvenhema vachinyaradza vanhu zvokungovabata kumeso chete. Nezvo vanhu vanodzungaira sehwai vanotambura nokushaya mufudzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti terafimi dzakataura ɀisinamaturo, ʋaʋuki ʋakaʋona nhema, ʋakaʋudza ʋanhu kurota kwenhema, ʋanoʋaraidza pasina; saka ʋanoɀiindira samakwai, ʋanotambudzika nokushaiwa mufudzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti terafimi dzakataura zvisina maturo, vawuki vakaona nhema, vakaudza vanhu kurota kwenhema, vanovaraidza pasina; saka vanozviindira samakwai, vanotambudzika nokushaiwa mufudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Chandinodariro ndechokuti zvifananidzo zvokunamata zvinongowawata nhema zvadzo, uye vashoperi vanoona zvamanyepo, varotiwo vachirotomoka zvenhema vachinyaradza vanhu zvokungovabata kumeso chete. Nezvo vanhu vanodzungaira sehwai vanotambura nokushaya mufudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Chandinodariro ndechokuti zvifananidzo zvokunamata zvinongowawata nhema zvadzo, uye vashoperi vanoona zvamanyepo, varotiwo vachirotomoka zvenhema vachinyaradza vanhu zvokungovabata kumeso chete. Nezvo vanhu vanodzungaira sehwai vanotambura nokushaya mufudzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvifananidzo zvinotaura zvounyengeri, vavuki vanoona zviratidzo zvenhema; vanotaura zviroto zvenhema, vanopa varaidzo pasina. Nokudaro vanhu vanodzungaira samakwai anomanikidzwa nokuda kwokushayiwa mufudzi. See the chapter |