Zekaria 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ini ndokuti kumutumwa wandaikurukura naye, “Ko zviiko izvi?” Iye akabva anditi, “Ndidzo nyanga dzakamwararisa vokwaJudha nevokwaIsiraeri neJerusaremu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo ndikati kumutumŋa, wakaŋga acitaurirana neni: Ɀinyiko iɀi? Akandipindura, akati: Ndidzo nyaŋga dzakaparadzira Juda naIsraeri neJerusarema. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo ndikati kumutumwa, wakanga achitaurirana neni, “Zvinyiko izvi?” Akandipindura, akati, “Ndidzo nyanga dzakaparadzira Judha naIsiraeri neJerusaremu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ini ndokuti kumutumwa wandaikurukura naye, “Ko zviiko izvi?” Iye akabva anditi, “Ndidzo nyanga dzakamwararisa vokwaJudha nevokwaIsiraeri neJerusaremu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ini ndokuti kumutumwa wandaikurukura naye, “Ko zviiko izvi?” Iye akabva anditi, “Ndidzo nyanga dzakamwararisa vokwaJudha nevokwaIsiraeri neJerusaremu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ndakabvunza mutumwa aitaura neni ndikati, “Zviiko izvi?” Akandipindura achiti, “Idzi inyanga dzakaparadzira Judha, Israeri neJerusarema.” See the chapter |