Zekaria 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndakasimudza musoro ndikaona hedzo nyanga ina! See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino ndakarinzira meso aŋgu ndikatarira, ndikaʋona nyaŋga inna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Zvino ndakarinzira meso angu ndikatarira, ndikaona nyanga ina. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndakasimudza musoro ndikaona hedzo nyanga ina! See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ndakasimudza musoro ndikaona hedzo nyanga ina! See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo ndakasimudza meso angu, zvino hapo pamberi pangu paiva nenyanga ina! See the chapter |