Zefania 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vaporofita varo havana hunhu, vanhu vasina kutendeka. Vapristi varo vanon'oresa zvinhu zvinoera vachityora havo mutemo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋaprofita ʋaro ʋanhu ʋakareruka ʋanonyeŋgera; ʋaprista ʋaro ʋakamhura nɀimbo tȿene, ʋakaitira murairo simba. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Vaporofita varo vanhu vakareruka vanonyengera; vapristi varo vakamhura nzvimbo tsvene, vakaitira murayiro simba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vaporofita varo havana hunhu, vanhu vasina kutendeka. Vapristi varo vanon'oresa zvinhu zvinoera vachityora havo mutemo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vaporofita varo havana hunhu, vanhu vasina kutendeka. Vapristi varo vanon'oresa zvinhu zvinoera vachityora havo mutemo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vaprofita vavo vanozvikudza; vanhu vanonyengera. Vaprista varo vanozvidza nzvimbo tsvene uye vanoputsa murayiro. See the chapter |