Zefania 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Ndakanzwa ini kunyomba kweMoabhu nokutuka kwavaAmoni kutuka kwavakaita vanhu vangu vachidadira nyika yavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndakanzwa kuɀidza kwaMoabi, nokutuka kwaʋana ʋaAmoni, kwaʋakaɀidza nako ʋanhu ʋaŋgu, ʋaciita manyawi pamuganho waʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 “Ndakanzwa kuzvidzwa kwaMoabhi, nokutuka kwavana vaAmoni, kwavakazvidza nako vanhu vangu, vachiita manyawi pamuganho wavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Ndakanzwa ini kunyomba kweMoabhu nokutuka kwavaAmoni kutuka kwavakaita vanhu vangu vachidadira nyika yavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Ndakanzwa ini kunyomba kweMoabhu nokutuka kwavaAmoni kutuka kwavakaita vanhu vangu vachidadira nyika yavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Ndakanzwa kutuka kwaMoabhu nokuzvidza kwavaAmoni, avo vakatuka vanhu vangu uye vakatyisidzira nyika yavo. See the chapter |